Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jenen'ene ishiri yakakura zviri pakati nepakati, ine dumbu reshora nezvimanyerekete-nyerekete pamusoro payo.
Kana kunze kwakati jenen'ene kunenge kusina kana kakore mudenga.

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jenga
Kujenga kumira kunoita mvura panzvi-
VerengaSwipe for the next word