KwaunobvaDuramazwiMmuchecheto

Zvinoreva

Muchecheto ndepaya paunoona pachisangana denga nenyika, panoti kana ukatarisa ndipo panoguma maziso kuona.

1

Zvakafanana

jengachenga

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchechewe

Muchechewe muti usingakuri zvakanyanya kuenda mudenga, une tuminzwa tudiki twakakozva.

Verenga

Swipe for the next word