KwaunobvaDuramazwiMmuchechete

Duramazwi · zita

muchechete

muchirinjemukaururasvanzwa

Zvinoreva

Muchechete muti unowanzomera pachuru, mumakomo nemunzizi, unoita muchero wakada kuita seshumha uye unoita ruvara rweshora pakuibva.

1

Zvakafanana

muchirinje · mukaurura · svanzwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchechetere

Kana munhu uri pamuchechetere unenge ugere murunyararo, zvinhu zvichifamba zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word