KwaunobvaDuramazwiBbwaira

Duramazwi

bwaira

-boira-pipa

Zvinoreva

Kuba kutsinzinya nekusvinura maziso pakarepo.

1

Kuba kutsinzinya nekusvinura maziso pakarepo.

Tadiwa akatanga kubwaira bwaira maziso.

Kana munhu achibwaira-bwaira maziso anenge achingotarisa kose kose achiratidza kupusa nokupereerwa nezano.

Kuti boi boi kubwaira-bwaira maziso nekuda kwenyadzi.

Zvakafanana

-boira · -pipa

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwamba

Bwamba inhengo yemuviri iri muzasi medumbu, nechepasi peguvhu uye neche-pamusoro pechiuno.

Verenga

Swipe for the next word