Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bwai bwai kutsonya-tsonya maziso kwemunhu apererwa nemazano kana adumbukidzwa.
1

Kuti bwai bwai kubaka kunoita mwenje uchimbodzima.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwaidzika
Kubwaira zvishoma nezvishoma.
VerengaSwipe for the next word