KwaunobvaDuramazwiBbwaidzika

Duramazwi

bwaidzika

Zvinoreva

Kubwaira zvishoma nezvishoma.

Kubwaidzika kutsonya-tsonya maziso nokunyara.

1

Kubwaira zvishoma nezvishoma.

Vakabwaidzika mai Noku vachiedza kudzosera misodzi mukati vachishaya zvekuita.

2

Kubwaidzika kutsonya-tsonya maziso nokunyara.

Vakabwaidzika mai Noku vachiedza kudzosera misodzi mukati vachishaya zvekuita.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwaira

Kuba kutsinzinya nekusvinura maziso pakarepo.

Verenga

Swipe for the next word