KwaunobvaDuramazwiBbwambo

Duramazwi · zita

bwambo

Zvinoreva

Bwambo chinhu chinoshandiswa kukwezva chimwe. Honye inoshandiswa sebwambo hwekukwezvesa hove pachirauro.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwana

Bwana turimwa tunenge tuchiri tudiki, tunogona kudzurwa tuchidyarwa zvakare pane imwe nzvimbo.

Verenga

Swipe for the next word