KwaunobvaDuramazwiBbwana

Duramazwi · zita

bwana

Zvinoreva

Bwana turimwa tunenge tuchiri tudiki, tunogona kudzurwa tuchidyarwa zvakare pane imwe nzvimbo.

1

Bwana turimwa tunenge tuchiri tudiki, tunogona kudzurwa tuchidyarwa zvakare pane imwe nzvimbo.

Bwana turimwa tunenge tuchiri tudiki, tunogona kudzurwa tuchidyarwa zvakare pane imwe nzvimbo.

Mhembwana chirwere chemakumbo, chinoita kuti makumbo atetepe munhu atadze kufamba.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwanashupa

Bwanashupa rudzi rwemuti mudukuduku, unowanikwa munzvimbo dzisina mvura yakawanda uye dzine vhu rakaita jecha.

Verenga

Swipe for the next word