Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hwana twana twudiki.
1
Hwana twana twudiki.
Hwana chirimwa chisati chakura sezvakaita nhondo dzemuriwo.
Musikana munhukadzi anenge ava pazera riri pakati pehwana neukuru, asati aroorwa.
Kana munhu achinzi akapwereka anenge ane maitiro ehwana udiki achitaridza kusadzikama.
2
Kana munhu mukuru achiita zvehwana anenge achiratidza kuti pfungwa dzake hadzisati dzakura achiita zvevana vadiki.
3
Hwana chirimwa chisati chakura sezvakaita nhondo dzemuriwo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwanamai
Hwanamai ukama huri pakati pevana vakazvarwa nemadzimai akaberekwa pamwe chete.
VerengaSwipe for the next word