Duramazwi · zita
hwanda
hide
Duramazwi · zita
hide
Kuhwanda uswa hwakareba kuhuita kuti hurare uchishandisa makumbo ako.
Hwanda itsoka yakaomarara yemhuka dzakaita sen'ombe kana mabhiza.
Kuhwanda kuenda panzvimbo pausingaonekwi nevanhu muchitamba kana kuti uchizvidzivirira munjodzi.
Kuzviviga panzvimbo kuti usaoonekwa (to hide).

Iko zvino netsvina iyi yainge iri pahembe ainge otoita kunge benzi achingohwanda hwanda.
Hwanda itsoka yakaomarara yemhuka dzakaita sen'ombe kana mabhiza.
Tadiwa akafambisa kuita seaienda kumba kwaDebra ndokubva ambohwanda mumadziro meimba yabatakue.

Ndakangofunga kuti maybe aive anzwa mama vachigogodza pahwindo achibva afunga zvekuhwanda kuti vasamuone.
Kuhwanda kuenda panzvimbo pausingaonekwi nevanhu muchitamba kana kuti uchizvidzivirira munjodzi.
Takahwanda mubako tanzwa kuti hondo yakanga yava pedyo nesu.
Hwanda itsoka yakaomarara yemhuka dzakaita sen'ombe kana mabhiza.
Tadiwa akafambisa kuita seaienda kumba kwaDebra ndokubva ambohwanda mumadziro meimba yabatakue.
Kuhwanda kuenda panzvimbo isingasviki mvura inenge ichinaya kana zuva rinenge ronyanyisa kupisa.
Kuzviviga panzvimbo kuti usaoonekwa (to hide).
Ndakangofunga kuti maybe aive anzwa mama vachigogodza pahwindo achibva afunga zvekuhwanda kuti vasamuone.
Vainge vohwanda pavaiona mukadzi wavo.
Muromo kapako kekuhwanda nako.
-denya
Duramazwi
01 / 03hwandira
Kuhwandira kugarira munhu paasingakuoni kuti ugomubata, kumurova kana kuikuvadza.
VerengaSwipe for the next word