Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zondo chigumbo chemhuka chinotsika pasi chacho.
1
Zondo chigumbo chemhuka chinotsika pasi chacho.
Zondo inyama yemakumbo en'ombe inonamuka pakuidya.
Zondo chigumbo chemhuka chinotsika pasi chacho.
Musoro namazondo hazvidi kukasikirwa, zvinotoda kudhogodhera kwenguva yakareba.
2
Zondo inyama yemakumbo en'ombe inonamuka pakuidya.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zongororo
Zongororo chipuka chidiki chakareberera, chitema kana chakatsvukurukira, chine makumbo akawandisisa, kazhinji chinoonekwa muzhizha.
VerengaSwipe for the next word