Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zongororo chipuka chidiki chakareberera, chitema kana chakatsvukurukira, chine makumbo akawandisisa, kazhinji chinoonekwa muzhizha.
1

Zongororo kugonya zvaro asi shungu rinadzo.
Zongororo kugonya haro asi shungu rinadzo.
Zongororo kufutunuka kunoita kwenguva diki panhengo yomuviri kana pakarohwa zvinorwadza.
2

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zongoza
Muzongoza.
VerengaSwipe for the next word