KwaunobvaDuramazwiSsikitira

Duramazwi · zita

sikitira

Zvinoreva

Sikitira ibundu kana kuzvimba kunoita ganda panzvimbo panenge parumwa nego kana nesvosve.

1

Matuzu mapundu makuru anomera pamuviri achiita masikitira anenge azere mvura mukati.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sikiza

Kumboita sowoda kuita chimwe chinhu asi wozobva woregera.

Verenga

Swipe for the next word