Duramazwi
Zvinoreva
Kumboita sowoda kuita chimwe chinhu asi wozobva woregera.
1

Kusikiza munhu kumbotanga watambisa muviri wako usati wanzvenga munhu nebhora.
Kana ukasikiza munhu nembama kana kuti nechibhakera, unenge wamboita sowava kuda kumurova wozodzora ruoko rwako.
2

3
Kusikiza munhu kumbotanga watambisa muviri wako usati wanzvenga munhu nebhora.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sikochi
Sikochi rudzi rwejira rakaita chekicheki rinoshandiswa kusona mbatya.
VerengaSwipe for the next word