KwaunobvaDuramazwiSsiki

Duramazwi · zita

siki

Zvinoreva

Kuti siki kuedzesera kuita chimwe chinhu, asi wozorega.

Njovhera.

1

Kuti siki kuedzesera kuita chimwe chinhu, asi wozorega.

Akanzi siki nechibhakera, akadyira.

Ipapo bhora rakabva rangonhongwa naChipendo mubhokisi chaimo, ndokubva angoti kipa kamwe chete siki, bha waya.

Kuti siki kuedzesera kuita chimwe chinhu, asi wozorega.

2

Njovhera.

Akanzi siki nechibhakera, akadyira.

Kuti siki kuedzesera kuita chimwe chinhu, asi wozorega.

Matsambo mashoko akaipa asingafaniri kutaurwa nokuti anoshora musiki kana vadzimu.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sikima

Kana mudzidzisi achisikima anenge achigadzirira zvidzidzo zvaachazodzidzisa kuvana panguva inotevera, uye zvaachazoshandisa pakuita izvi.

Verenga

Swipe for the next word