Duramazwi · zita
sikavha
scarf
mavhurosi
Duramazwi · zita
scarf
Sikavha ijira kana chirukwa chinoiswa muhuro, kudzivirira chando kana kuwedzera mucheno.

Duramazwi
01 / 03sikero
Panyaya dzoutano, vana vadiki vanopota vachienda kusikero kundoyera uremu, kuona kuti vari kukura zvakanaka here.
VerengaSwipe for the next word