KwaunobvaDuramazwiJjovhera

Duramazwi · zita

jovhera

Zvinoreva

Chirwere chinonyadzisa chinowanikwa nevanhu vechirume kana vechikadzi.

1

Chirwere chinonyadzisa chinowanikwa nevanhu vechirume kana vechikadzi.

Pfambi dzapedza kupomera vanhu njovhera.

Mugomboti muti murefu une makwati matema anonzi anogadzira mushonga wenjovhera.

Kana munhu achinzi akarumwa anenge abatwa nechirwere chenjovhera.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jowa

Jowa isango rine miti mikuru yakabatana chaizvo, uye rinotyisa kupinda.

Verenga

Swipe for the next word