Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jubheki iguta guru renyika yeSouth Africa kwaiva nemigodhi yaienda vanhu, vakawanda kundoshandirako kare. Baba vedu vakanga vachonera kuJubheki. Vakatozodzoka kumusha vachembera.

Jubheki izita rinogona kungoshandiswa kureva chero nzvimbo kunyika yeSouth Africa.
Mujubheki izita rinopuwa chero munhu anozodzoka kumusha amboenda kundoshandira kuJoni akagarako kwenguva yakareba.
Jubheki izita rinogona kungoshandiswa kureva chero nzvimbo kunyika yeSouth Africa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jubvu
Kuti jubvu kunyika hembe mumvura kana kudziwacha zvine simba, uye nekuchimbidza.
VerengaSwipe for the next word