Duramazwi
-nyozera
Zvinoreva
Kujoza kuita basa usingazvipiri nomwoyo wako wese, uchingoita zvokubiridzira.
1
Kujoza kuita basa usingazvipiri nomwoyo wako wese, uchingoita zvokubiridzira.
Kujoza kuita basa usingazvipiri nomwoyo wako wese, uchingoita zvokubiridzira.
Mujoza ijaya rinopfeka zvipfeko zvechimanjemanje.
Mujoza murume wechidiki anogara akatsvinda, akangwarira zvinhu asi dzimwe nguva asinganyatsoonekwa kururama kwetsika dzake.
Zvakafanana
-nyozera
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03Jubheki
Jubheki iguta guru renyika yeSouth Africa kwaiva nemigodhi yaienda vanhu, vakawanda kundoshandirako kare. Baba vedu vakanga vachonera kuJubheki. Vakatozodzoka kumusha vachembera.
VerengaSwipe for the next word