KwaunobvaDuramazwiCchihwanaudiki

Duramazwi · zita

chihwanaudiki

Zvinoreva

Aya maitire anoitwa zvinhu navana vadiki.

1

Aya maitire anoitwa zvinhu navana vadiki.

Kuti dzvu kukura kubva pazera rokuita chihwanaudiki.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chihwande

Chihwandehwande.

Verenga

Swipe for the next word