Kwaunobva/Duramazwi/C/chihwai
Duramazwi · zita
Chihwai rudzi rwemhunga ine ruvara rwakajeka.
Duramazwi
chihwana
Chihwana maitiro anotarisirwa kupwere kwete kumunhu mukuru.
chihwanaudiki
Aya maitire anoitwa zvinhu navana vadiki.
chihwande
Chihwandehwande.
Swipe for the next word