KwaunobvaDuramazwiCchihuta

Duramazwi · zita

chihuta

ipwichimatatana

Zvinoreva

Chihuta chishiri chidiki, chinowanzoonekwa munguva dzezhizha, chisingagoni kubhururuka kuenda kure asi chichigona kumanya nomumauswa.

1

Iyi ishiri yakada kuita sechihuta asi iyo iri diki, inowanzoonekwa mumunda mune zviyo.

Kana munhu achiita madudumira muviri wake unenge uchihuta nokuda kokutya.

Zvakafanana

ipwi · chimatatana

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

Chihwa

Chihwa chidao chevaera Bonga.

Verenga

Swipe for the next word