KwaunobvaDuramazwiHhwazvo

Duramazwi · zita

hwazvo

dyirovhekavhekenyachiteyesohwambo

Zvinoreva

Hwazvo chinhu chinoshandiswa pakukwezva hove, shiri kana mbeva dzinenge dzakateyiwa.

1

Hwazvo chinhu chinoshandiswa pakukwezva hove, shiri kana mbeva dzinenge dzakateyiwa.

Makunguwo ishiri yesango uye anogara musango mune zvikara zvakawanda zvinogona kuparadza upenyu hwazvo.

Rangarira Nyatsotevedza zvikamu nourongwa hwazvo kuitira kuti ufambidzane nezvinangwa zvechitsauko chino.

Kutsikanisa kuita zvinhu zvichiita zvhinhanho zvichienderana nourongwa hwazvo.

Zvakafanana

dyiro · vheka · vhekenya · chiteyeso · hwambo

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwe

Kana kunze kwati hwe zuva rinenge robuda.

Verenga

Swipe for the next word