Duramazwi · zita
hweda
gurumusingwi
Duramazwi · zita
Hweda mwena mukuru unodzika pasi muvhu.
Hweda mwena mukuru unodzika pasi muvhu.
Hweda mwena mukuru unodzika pasi muvhu.
Hweda igomba rinocherwa mukati megomba reguva kana kuti rakaita kapako kanoinda kudivi kwegomba reguva munova munozoiswa chitunha.
Hweda imhando yemwena yakasiyana-siyana.
Hweda igomba rinocherwa mukati megomba reguva kana kuti rakaita kapako kanoinda kudivi kwegomba reguva munova munozoiswa chitunha.
guru · musingwi
Duramazwi
01 / 03Hwedza
fishing net
VerengaSwipe for the next word