KwaunobvaDuramazwiHhwe

Duramazwi

hwe

Zvinoreva

Kana kunze kwati hwe zuva rinenge robuda.

1

Kana kunze kwati hwe zuva rinenge robuda.

Chikanda chidimbu chede-hwe chinoiswa parekeni, chinoputi-risa ibwe rokufurisa.

Mumutambo wezvira-hwe kupisira kupa mhinduro usiri we wanga uine chijana chokupindura.

Tinoshandisa hwe-e pakudavira, kuratidza kuti wanzwa kuti uri kusheedzwa.

2

Kuti hwe kuva nepfungwa dzakanyatsojeka maererano nezvaunenge uchiita.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwe-e

Tinoshandisa hwe-e pakudavira, kuratidza kuti wanzwa kuti uri kusheedzwa.

Verenga

Swipe for the next word