KwaunobvaDuramazwiDdyiro

Zvinoreva

Dyiro chikafu chokukwezva shiri, hove, mbeva kana zvimwewo pakuteya. Hove dzinonyanyobatika kana masese akashandiswa sedyiro, nokuti anoita kuti dzidhakwe.

1

Dyiro chikafu chokukwezva shiri, hove, mbeva kana zvimwewo pakuteya. Hove dzinonyanyobatika kana masese akashandiswa sedyiro, nokuti anoita kuti dzidhakwe.

Dyiro chikafu newaini zvinotambiriswa vatenderi muchechi.

Chidyiro mudziyo unoiswa chikafu, kunyanya chezvipfuyo.

2

Dyiro chikafu newaini zvinotambiriswa vatenderi muchechi.

Zvakafanana

hwazvo · gwezvo · hwambo

Zvine chekuita

chidyo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dyirwa munda nembwa

Kudyirwa munda nembwa kuitirwa mashura kana kuti zvishamiso.

Verenga

Swipe for the next word