KwaunobvaDuramazwiDdyirwa munda nembwa

Duramazwi

dyirwa munda nembwa

Zvinoreva

Kudyirwa munda nembwa kuitirwa mashura kana kuti zvishamiso.

1

Kudyirwa munda nembwa kuitirwa mashura kana kuti zvishamiso.

Aa vasikana, zvandazoitirwa rwe-ndo runo ndiko kunonzi kudyirwa munda nembwa sendakarima nyama.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dyisa

Kutora chikafu chakawanda kana kuti chisiri icho.

Verenga

Swipe for the next word