Duramazwi
-hora-worera
Zvinoreva
Kana uchidyora unenge uchinonga zvinhu zvakawanda kamwe chete, uchizviisa pamwe panhu. Murimi akadyora chibage chembeu achichiisa musaga.
1

Kudodyora kuitisa buri panhu pakaita somudhuri uchishandisa simba.
Kubvodyora kubaya zvokuboora kana kubvarura chinhu.
Kana uchidyora unenge uchinonga zvinhu zvakawanda kamwe chete, uchizviisa pamwe panhu. Murimi akadyora chibage chembeu achichiisa musaga.
Zvakafanana
-hora · -worera
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dyorahope
Dyorahope kudya kwamangwanani kunodyiwa vanhu vachangomuka.
VerengaSwipe for the next word