KwaunobvaDuramazwiDdyiswa

Duramazwi

dyiswa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akadyiswa anenge akapihwa mushonga wekuti anyanye kuda mudiwa wake.

1

Kana munhu achinzi akadyiswa anenge akapihwa mushonga wekuti anyanye kuda mudiwa wake.

Zvaava gotsikotsi, asi akadyiswa?

Mushayahanya mushonga waidyiswa vechidiki kare kare kuti vasanzwe zemo zvakanyanya.

Kana munhu achinzi akadyiswa anenge akapihwa mushonga wekuti anyanye kuda mudiwa wake.

2

Kana munhu achinzi akadyiswa anenge akapiwa chikafu chine mushonga unorwarisa kana kuti unovhiringidza pfungwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dyora

Kana uchidyora unenge uchinonga zvinhu zvakawanda kamwe chete, uchizviisa pamwe panhu. Murimi akadyora chibage chembeu achichiisa musaga.

Verenga

Swipe for the next word