Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichikudyira nguva chinenge chichikutorera kana kukutambisira nguva yakareba zvisina kufanira.
1
Kana chinhu chichikudyira nguva chinenge chichikutorera kana kukutambisira nguva yakareba zvisina kufanira.
Taura zvinopera nokuti uri kutondidyira nguva yebasa izvozvi.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dyirira
Kana vanhu vadyirira vanenge vadya tunonaka nekunwa vakakora.
VerengaSwipe for the next word