Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu adyira mu-mwe zvokudya anenge amutorera kudya kwake.
Kana munhu adyira mu-mwe zvokudya anenge amutorera kudya kwake.
Akabika hake chikafu chake kwave kuzvidyira ainge atogadzirira kare zvake.
Takavapa chikafu vachibva vadya isu namother ndokunodyira kukitchen.
Ndakatora ndokufamba ndichienda kukitchen ndakunodyira ikoko.
Kana hove dzichinzi dziri kudyira dzinenge dziriko dzakafaranuka, dzichirwidzana kudya chirauro uye dzichibatika.
Kana munhu achinzi adyira anenge anyevenuka, zvichiita kuti ashandure pfungwa dzake pazvinhu zvaaitora neimwe nzira. Kunyangwe zvazvo vashandi vakabvumirana kuramwa basa, vamwe vakauya vadyira netumadhora twushoma twavainge vavimbiswa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dyira nguva
Kana chinhu chichikudyira nguva chinenge chichikutorera kana kukutambisira nguva yakareba zvisina kufanira.
VerengaSwipe for the next word