Duramazwi
Zvinoreva
Kudya namambo kuwana zvinhu zvepamusoro, zvinonakira munhu wese asi zvichiwanikwa nevashoma.
1
Kudya namambo kuwana zvinhu zvepamusoro, zvinonakira munhu wese asi zvichiwanikwa nevashoma.
Kana nyama yomunyepfu yanyatsokangwa zvayo, chokwadi unodya namambo.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dya rinopisa
Kana munhu achinzi haachadya rinopisa anenge asisina rugare kana rusununguko pamusana pedambudziko.
VerengaSwipe for the next word