KwaunobvaDuramazwiMmisa

Duramazwi · zita

misa

terminate · block · suspend

Zvinoreva

Kuemesa.

Misa muteuro wekuyeuka kufa kwaJesu nekumuka kwake, apo vanhu vanonwa waini nekudya chingwa muchirairo.

1

Kuemesa.

Gosa munhu wechikuru anotaura zviziviso mukereke, anogonawo kukumbirwa kupa munamato wekuvhara misa.

Aya maitiro emunhu anoda kuzvimisa-misa pazvinhu zvese, achizviita ndiye muzivi, asi iye achitokanganisa zvinhu.

2

Kundanda kumisa vanhu kana zvinhu mumutsetse, kubva kune imwe nzvimbo kusvika kune imwe.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

misanganiswa

combinations

Verenga

Swipe for the next word