KwaunobvaDuramazwiBbwai

Duramazwi

bwai

Zvinoreva

Kuti bwai kuvhura maziso nekuavhara kamwe chete.

1

Kuti bwai kuvhura maziso nekuavhara kamwe chete.

Kuti bwai bwai kutsonya-tsonya maziso kwemunhu apererwa nemazano kana adumbukidzwa.

Bwai inzungu kana gwere rinenge risati ranyatsosvika.

Kuti bwai bwai kubaka kunoita mwenje uchimbodzima.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwai bwai

Kuti bwai bwai kutsonya-tsonya maziso kwemunhu apererwa nemazano kana adumbukidzwa.

Verenga

Swipe for the next word