Duramazwi
Zvinoreva
Kutswinya ziso kurivhara nekurivhura nekukurumidza nechinangwa chekuda kuti munhu azive zvimwe zvinhu.
Kutswinya kuchema nekanzwi katetetete.

Naizvozvo, Tambaoga akazvitswinya kuti apepuke kubva muhope dzakaipisisa kudai.

Kuti ndwi kutswinya munhu zvinyoronyoro asi zvichirwadza.
Kutswinya kuchema nekanzwi katetetete.
Naizvozvo, Tambaoga akazvitswinya kuti apepuke kubva muhope dzakaipisisa kudai.
Kutswinya ziso kurivhara nekurivhura nekukurumidza nechinangwa chekuda kuti munhu azive zvimwe zvinhu.
Kuti fodo kutswinya munhu chaizvo zvinorwadza.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tswinyira
Kana munhu akatswinyira ziso anenge akariti vharei, rimwe racho rakasvinura.
VerengaSwipe for the next word