Duramazwi
tswinyira
-tsunyira
Duramazwi
Kana munhu akatswinyira ziso anenge akariti vharei, rimwe racho rakasvinura.

Kuchonya kutswinyira munhu neziso senzira yokumuratidza kuti une nyaya isingafaniri kuzikanwa navamwe vanenge varipo.
-tsunyira
Duramazwi
01 / 03tswiti
Chitswiti.
VerengaSwipe for the next word