KwaunobvaDuramazwiCchemerera

Duramazwi

chemerera

Zvinoreva

Karuzha kokuchema neshungu kana kufarira chimwe chinhu.

1

Kuchemerera kurwarira chinhu chaunoda kana kuti chaune chinangwa nacho.

Kuchemerera kuhukura kunoita imbwa ichishuvira kuti dai yabata mhuka yainenge ichidzingirira.

Kuchemerera kuita karuzha kakapfavirira kanotaridza kufarira, kunakidzwa kana kunakirwa nezvinenge zvichiitika panguva iyoyo.

2

3

Kuchemerera kuhukura kunoita imbwa ichishuvira kuti dai yabata mhuka yainenge ichidzingirira.

4

Kuchemerera kurwarira chinhu chaunoda kana kuti chaune chinangwa nacho.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chemhanza

Chemhanza izita remadunhurirwa rinopuwa chero munhu anenge apera vhudzi mumusoro.

Verenga

Swipe for the next word