Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chemera mwana wemhembwe.
Kuchemera kubudisa misodzi nechinangwa chokuti ugoitirwa zvaunoda. Mwana uyu anochemera mai vake zuva rega rega ravanoenda kubasa.
Chemera mwana wemhembwe.
Tadiwa akatowedzera hake kupfikura handiti ainge amuwana here wekuchemera.
Maitakue vakabva vabva pamberi paBatakue kwave kunochemera amai vavo.
Airwadziwa zvisingaite apo aiziva kuti havaimbofa vakagarisana naMaitakue, iko zvino Maitakue vaive newekuchemera asi iye ainge asina.
Kuchemera kubudisa misodzi nechinangwa chokuti ugoitirwa zvaunoda. Mwana uyu anochemera mai vake zuva rega rega ravanoenda kubasa.
Maitakue vakabva vabva pamberi paBatakue kwave kunochemera amai vavo.
Airwadziwa zvisingaite apo aiziva kuti havaimbofa vakagarisana naMaitakue, iko zvino Maitakue vaive newekuchemera asi iye ainge asina.
Mumwe unochemera mudundundu Mumwe unoita chikwee pachena achiti ndamubaya.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chemerera
Karuzha kokuchema neshungu kana kufarira chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word