Duramazwi
Zvinoreva
Kuchemedza mwana kumuita kuti acheme.
1
Kuchemedza mwana kumuita kuti acheme.
Zvagara zvinhu zvekumanikidzira mangwana zvinokuchemedza.
Bvisai *mwana mutapatapa* wemutambo uri kumuchemedza uyo.
Kana basa richichemedza rinenge rakawanda uye richinetsa kuita.
2
Kana basa richichemedza rinenge rakawanda uye richinetsa kuita.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chemera
Chemera mwana wemhembwe.
VerengaSwipe for the next word