KwaunobvaDuramazwiCchonya

Duramazwi

chonya

-chenyera

Zvinoreva

Kuchonya kutswinyira munhu neziso senzira yokumuratidza kuti une nyaya isingafaniri kuzikanwa navamwe vanenge varipo.

1

Kuti choi kuchonya munhu neziso. Pandakangomuti choi neziso, akabva aziva kuti ndainge ndisiri kufara nezvaaiita.

Kuchonya kutswinyira munhu neziso senzira yokumuratidza kuti une nyaya isingafaniri kuzikanwa navamwe vanenge varipo.

Zvakafanana

-chenyera

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

choonya

Kuchoonya kunhonga kana kuruma-ruma chinhu nemuromo kunoita huku.

Verenga

Swipe for the next word