Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chongo murwi wematanda akaunganidzwa asina kunyatsorongwa.
1
Chongo murwi wematanda akaunganidzwa asina kunyatsorongwa.
Chongo murwi wematanda akaunganidzwa asina kunyatsorongwa.
Chongo chidziro chemba chisina denga.
2
Chongo chidziro chemba chisina denga.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chonjo
Chonjo kakwenzi kanotandira kanoita maruva matsvuku uye kanobereka vana vanenge nyemba, vanenge vane mhodzi mukati, vasingadyiwi.
VerengaSwipe for the next word