Duramazwi
chona
destitute
Duramazwi
destitute
Kuchona kupererwa nemari zvachose zvokushaya kana chokubata.
Kuchona kupererwa nemari zvachose zvokushaya kana chokubata.
Muna Ndira munhu wese anenge achona nokuda kwezororo reKisimisi rinopedza mari.
Nhaimi zvandaive ndisina kana cent zvaro rekuti ndikwirise tax yachona.
Ivo Vaiti vanorwariswa nemweya but ini ndaitobata tsvina yachona nemaoko vaive vasina basa neni.
Kuchona kubva panzvimbo kana pamusha munhu achienda kwaasingazodzokizve kana kuti a-
-choboka
Duramazwi
01 / 03chonda
Chonda igudo rinofamba riri roga.
VerengaSwipe for the next word