KwaunobvaDuramazwiCchomwaira

Duramazwi

chomwaira

Zvinoreva

Kuchomwaira kufamba mutsipa uri mudenga, uye munhu achienda zvishoma nezvishoma.

1

Gudo raichomwaira riri pakati pomunda kuti rione zviri kure.

Kuchomwaira kufamba mutsipa uri mudenga, uye munhu achienda zvishoma nezvishoma.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word