KwaunobvaDuramazwiNndonyera

Duramazwi

ndonyera

chonya-ndinyira-dzonyera-pfokera-ndonya

Zvinoreva

Kundonyera kutaurira nemaziso kana neziso, rimwe richimbovharwa rozovhurwa.

Kana munhu achindonyera zvinhu anenge achizvimanikidzira zvakawanda mubhegi kana umwewo mudziyo kuti zvikwane zvose.

1

Waunganidza mari yacho ndokundondonyera mumunda wefodya, hauna kumboitawo hanya nekugoka mazano kwandiri.

Ndakakuti chengetedza mari makore ose maviri apfuura asi iwe ndokundonyera zvimiti munzeve uchifunga kuti tinoda kuzokujeredzera mari yako.

2

Zvakafanana

chonya · -ndinyira · -dzonyera · -pfokera · -ndonya

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndoo-

Ichi chibatanidzi chinoshandiswa kuratidza chikonzero chechiitiko.

Verenga

Swipe for the next word