KwaunobvaDuramazwiNndonya

Duramazwi

ndonya

ndonye

Zvinoreva

Kuti ndonya kuvhara ziso rimwe sezvinoita munhu kana achida kupfura munhu, shiri kana mhuka nepfuti kana rekeni.

Kundonya kuvhara rimwe ziso kuti unyatsoona nerasara, kana uchinanga chimwe chinhu cha-uri kuda kupfura.

1

2

Zvine chekuita

ndonye

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndonyera

Kundonyera kutaurira nemaziso kana neziso, rimwe richimbovharwa rozovhurwa.

Verenga

Swipe for the next word