Duramazwi · zita
1
Izvi zvakakosha nokuti nhaurwa yako inofanira kutaridza zvawakamirira uye donzvo rezvaunoda kuti zvibude.
Kubatana kusasiyana kwavanhu vanenge vachiwirirana kana kuti vanenge vaine donzvo rimwe chete.
Komuredhi wako munhu waunenge une donzvo rimwe chete naye.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03doo
Kuti doo kuratidza kuva munhu asiri kufara, ane zvinomunetsa mupfungwa.
VerengaSwipe for the next word