KwaunobvaDuramazwiCchinangwa

Duramazwi · zita

chinangwa

agenda · meaninglessness · aim · goal · intended · intent · intention · objective · purpose · target

singwisingwi

Zvinoreva

Chinangwa chinhu chinenge chichivavarirwa nemunhu.

1

Chinangwa chinhu chinenge chichivavarirwa nemunhu.

Mumutumbi ndimo munobuda chinangwa chauri kunyorera tsamba yako.

Apa panodudzira kuti unofanira kunyora chinangwa chegungano iri.

Nhaurwa yako inofanira kuenderana nemusoro uye chinangwa.

Zvakafanana

singwisingwi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinaniso

Chinaniso chiitiko chinokusiya usisina kana nezano rokuita nokuda kwokushamisa kana kutyisa kwacho.

Verenga

Swipe for the next word