KwaunobvaDuramazwiCchinaniso

Duramazwi · zita

chinaniso

Zvinoreva

Chinaniso chiitiko chinokusiya usisina kana nezano rokuita nokuda kwokushamisa kana kutyisa kwacho.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinanzvirwa

Chinanzvirwa idovi kana chimwewo chinhu chinonaka chinodyiwa munhu achingomunyungira.

Verenga

Swipe for the next word