KwaunobvaDuramazwiDdonzo [donzvo, dodzo]

Duramazwi · zita

donzo [donzvo, dodzo]

biningidzosingwisingwi

Zvinoreva

Donzo chinangwa chikuru mune zvinenge zvichiitwa.

1

Donzo chinangwa chikuru mune zvinenge zvichiitwa.

Donzo rokuraira mwana nderekuti akure ane tsika dzakanaka.

2

Donzo rechiito rinobuda nemashandisirwo arakaitwa zvichienderana nezvivakiso zvakarikomberedza. Mamwe madonzo ezviito ndeanoti: Tinoenda. Ngatiende. Enda! Angangoenda.

Zvakafanana

biningidzo · singwisingwi

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

donzva

Kudonzva kushandisa tsvimbo senzira yokuzvitsigisa pakufamba sezvinoita munhu akwegura kana anorwara negumbo kana musana.

Verenga

Swipe for the next word