Duramazwi
donora
-tsaura
Duramazwi
Kudonora kunonga tunhu tudiki uchiturasa.

Kudonora kusakura uchitsaura dzimwe mbeu kuitira kuti dzasara dzikure zvakanaka.
Kufondonora kurova chinhu uchichiswatanudza pachanga chakakombama kana kufovera.
Kudonora kunonga tunhu tudiki uchiturasa.
Kudonora kusakura uchitsaura dzimwe mbeu kuitira kuti dzasara dzikure zvakanaka.
-tsaura
Duramazwi
01 / 03donzo
zvinogadziriswa micheka nezvimwewo, zvinoibva kubva pazvipudzi zvemutonje.
VerengaSwipe for the next word